Jeremiah 48:8 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Muparadzi ucawira guta rimŋe nerimŋe, hakuneguta ricapukunyuka; mupata ucaparara ʋo, neɓani ricaparadzwa, seɀakataura Jehova.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Muparadzi acharwa namaguta ose ose, uye hapana guta richapukunyuka. Mupata uchaparadzwa, uye mutunhu wakakwirira uchaparadzwa nokuti Jehovha azvitaura.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Mharadzi ichasvika mumaguta ose pasina kana guta rinopapunyuka, nhika ichaparara bani richiparadzwa sokureva kwakaita Tenzi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Muparadzi uchawira guta rimwe nerimwe, hakuna guta richapukunyuka; mupata uchapararawo, nebani richaparadzwa, sezvakataura Jehovha.
Shona 2009?
Muparadzi uchawira guta rimwe nerimwe, hakuna guta richapukunyuka; mupata uchapararawo, nebani richaparadzwa, sezvakataura Jehovha.
Shona SUB 2002 Bible
Muparadzi uchawira guta rimwe nerimwe, hakuna guta richapukunyuka; mupata uchapararawo, nebani richaparadzwa, sezvakataura Jehovha.