Jeremiah 48:9 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipai Moabi mapapiro, ʋabururuke, ʋaende; maguta aʋo acaʋa matoŋgo, anoshaiwa unogara’mo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Isai munyu pamusoro peMoabhu, nokuti ichaparadzwa; maguta ayo achava matongo, asina achazogaramo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ipa Moabhu mapapiro kuti abhururuke, maguta ayo achava matongo asina munhu ageremo.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipai Moabhu mapapiro, vabhururuke, vaende; maguta avo achava matongo, anoshaiwa unogaramo.
Shona 2009?
Ipai Moabhu mapapiro, vabhururuke, vaende; maguta avo achava matongo, anoshaiwa unogaramo.
Shona SUB 2002 Bible
Ipai Moabhu mapapiro, vabhururuke, vaende; maguta avo achava matongo, anoshaiwa unogaramo.