Jeremiah 49:1 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Pamsoro paʋana ʋaAmoni. Ɀanzi naJehova: Ko Israeri haʋanaʋanakomana here? Haʋanaʋagari ʋenhaka here? Ko Markami wagarireiko nhaka yaGadi, ʋanhu ʋake ʋanogarirei mumaguta ake?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pamusoro paAmoni: Zvanzi naJehovha, “Ko, Israeri haana mwanakomana here? Haana vadyi venhaka here? Ko, zvino Moreki atorerei nhaka yaGadhi? Nemhaka yeiko vanhu vake vachigara mumaguta ayo?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvanzi naTenzi nezvevekwaAmoni, “KwaIsiraeri hakuna vanakomana here? Hakunawo here mudyi wenhaka? Ko Mirikomu adarirei kutorera vokwaGadhi nyika, vanhu vake vachitondogara mumaguta avo?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Pamusoro pavana vaAmoni. Zvanzi naJehovha, “Ko Isiraeri havana vanakomana here? Havana vagari venhaka here? Ko Marikami wagarireiko nhaka yaGadhi, vanhu vake vanogarirei mumaguta ake?
Shona 2009?
Pamusoro pavana vaAmoni. Zvanzi naJehovha, "Ko VaIsiraeri havana vanakomana here? Havana vagari venhaka here? Ko Marikami wagarireiko nhaka yaGadhi, vanhu vake vanogarirei mumaguta ake?
Shona SUB 2002 Bible
Pamusoro pavana vaAmoni. Zvanzi naJehovha, “Ko Isiraeri havana vanakomana here? Havana vagari venhaka here? Ko Marikami wagarireiko nhaka yaGadhi, vanhu vake vanogarirei mumaguta ake?