Jeremiah 49:12 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti ɀanzi naJehova: Tarirai, ʋakaŋga ʋasina‐kufanira kunwa pamukombe, ʋacanwa ɀirokwaɀo; ko ɀino iwe ndiwe ucaregwa cose usiŋgarobgi here? Hauŋgaregwi usiŋgarobgi, asi ucanwa ɀirokwaɀo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvanzi naJehovha, “Kana avo vakanga vasingafaniri kunwa pamukombe vakodzera kuunwa, iwe ucharegereiko kurangwa? Haungaregi kurangwa, asi unofanira kunwa pamukombe wacho.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Nokuti zvanzi naTenzi: ‘Kana vanhu vakanga vasingakodzeri kunwa mukombe iwoyo vakaunwa, ko iwe ndiwe ungazogare here usina kurangwa? Haumborega kurangwa, unotounwa chete.’
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Nokuti zvanzi naJehovha, ‘Tarirai, vakanga vasina kufanira kunwa pamukombe, vachanwa zvirokwazvo; ko zvino iwe ndiwe ucharegwa chose usingarohwi here? Haungaregwi usingarohwi, asi uchanwa zvirokwazvo.’
Shona 2009?
"Nokuti zvanzi naJehovha, `Tarirai, vakanga vasina kufanira kumwa pamukombe, vachamwa zvirokwazvo; ko zvino iwe ndiwe ucharegwa chose usingarohwi here? Haungaregwi usingarohwi, asi uchamwa zvirokwazvo.'
Shona SUB 2002 Bible
“Nokuti zvanzi naJehovha, ‘Tarirai, vakanga vasina kufanira kunwa pamukombe, vachanwa zvirokwazvo; ko zvino iwe ndiwe ucharegwa chose usingarohwi here? Haungaregwi usingarohwi, asi uchanwa zvirokwazvo.’