Jeremiah 49:13 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti ndakapika neni ndimene — ndiɀo ɀinotaura Jehova — kuti Bozra ricaitwa cishamiso necinoshoʋorwa, neɗoŋgo necinotukwa; maguta aro ose acaʋa matoŋgo nokusiŋgaperi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndinopika neni ndimene,” ndizvo zvinotaura Jehovha, “kuti Bhozira richava dongo nechinhu chinonyangadza, nechinhu chinotyisa, chinozvidzwa nechinotukwa; uye maguta aro ose achava matongo nokusingaperi.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nokuti ndakapika neni pachangu, ndizvo zvinotaurwa naTenzi, kuti Bhozira ichava chinhu chinokatyamadza. Ichava chiseko nerenje zvaro nechinhu chine rushambwa uye maguta aro ose achava matongo okugara nokugara.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti ndakapika neni ndimene, ndizvo zvinotaura Jehovha kuti Bhozira richaitwa chishamiso nechinoshoorwa, nedongo rechinotukwa; maguta aro ose achava matongo nokusingaperi.”
Shona 2009?
Nokuti ndakapika neni ndimene, ndizvo zvinotaura Jehovha kuti Bhozira richaitwa chishamiso nechinoshoorwa, nedongo rechinotukwa; maguta aro ose achava matongo nokusingaperi."
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti ndakapika neni ndimene, ndizvo zvinotaura Jehovha kuti Bhozira richaitwa chishamiso nechinoshoorwa, nedongo rechinotukwa; maguta aro ose achava matongo nokusingaperi.”