Jeremiah 49:14 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndakanzwa mashoko anobva kunaJehova, nhume yakatumŋa pakati pamarudzi, iciti: Ʋuŋganai, muʋuye kuzorwa naro, musimukire kurwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndakanzwa shoko rakabva kuna Jehovha, richiti: Nhume yakatumwa kundudzi kundoti, “Unganai kuti murwe naro! Simukai murwe!”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndakanzwa dama rakabva kuna Tenzi nenhume yakatumwa mukati memarudzi avanhu ichiti, “Kokorodzanai pamwechete murwise Edhomu musimuke murwe hondo
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndakanzwa mashoko anobva kuna Jehovha, nhume yakatumwa pakati pamarudzi, ichiti, “Unganai, muuye kuzorwa naro, musimukire kurwa.
Shona 2009?
Ndakanzwa mashoko anobva kuna Jehovha, nhume yakatumwa pakati pamarudzi, ichiti, "Unganai, muuye kuzorwa naro, musimukire kurwa.
Shona SUB 2002 Bible
Ndakanzwa mashoko anobva kuna Jehovha, nhume yakatumwa pakati pamarudzi, ichiti, “Unganai, muuye kuzorwa naro, musimukire kurwa.