Jeremiah 49:18 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Sapakutsindikirwa kweSodoma neGomora namamŋe maguta akaŋga ari pedyo nawo, saiɀoɀo — ndiɀo ɀinotaura Jehova — hakunomunhu ucagara’mo, hakunomŋanakomana womunhu ucaʋa’mo ari mutorwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Sokuparadzwa kwakaitwa Sodhomu neGomora, pamwe chete namaguta akanga akavakidzana nawo,” ndizvo zvinotaura Jehovha, “saka hakuna munhu achazogarako; hakuna munhu achagara mariri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
sezvakaita Sodhomu neGomora pamwechete namaguta akanga akavakidzana nawo paakaparadzwa. Ndizvo zvinotaura Tenzi. Hapana munhu achaita musha imomo kana munhu wokugara kwekanguva chete imomo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Sapakutsindikirwa kweSodhoma neGomora namamwe maguta akanga ari pedyo hakuna munhu uchagaramo, hakuna Mwanakomana womunhu uchavamo ari mutorwa.
Shona 2009?
Sapakutsindikirwa kweSodhoma neGomora namamwe maguta akanga ari pedo hakuna munhu uchagar amo, hakuna Mwanakomana womunhu uchavamo ari mutorwa.
Shona SUB 2002 Bible
Sapakutsindikirwa kweSodhoma neGomora namamwe maguta akanga ari pedyo hakuna munhu uchagaramo, hakuna Mwanakomana womunhu uchavamo ari mutorwa.