Jeremiah 49:21 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nyika inoɗeɗera nokuɗa kwomubvumo wokuwira kwaʋo pasi; kucema kuri’po kunonzwika kuȿikira kuGuŋgwa Dɀuku.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nyika ichadedera nokuda kwomubvumo wokuwa kwavo; kuchema kwavo kuchanzwikawo kusvikira kuGungwa Dzvuku.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kurira kwokuputsika kwavo kuchadederesa nyika, mhere yokuchema kwavo ichinzwika kuGungwa Dzvuku.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Nyika inodedera nokuda kwomubvumo wokuwira kwavo pasi; kuchema kuripo kunonzwika kusvikira kuGungwa Dzvuku.
Shona 2009?
"Nyika inodedera nokuda komubvumo wokuwira kwavo pasi; kuchema kuripo kunonzwika kusvikira kuGungwa Dzvuku.
Shona SUB 2002 Bible
“Nyika inodedera nokuda kwomubvumo wokuwira kwavo pasi; kuchema kuripo kunonzwika kusvikira kuGungwa Dzvuku.