Jeremiah 49:23 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Pamsoro peDamasko. Hamati ranyadziswa, neArpadi, nokuti akanzwa mashoko akaipa, akanyauka; kutambudzika kuri’po paguŋgwa, harigoni kuzorora.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pamusoro peDhamasiko: “Hamati neAripadhi avhundutswa, nokuti agamuchira mashoko akaipa. Aora mwoyo, atambudzika segungwa risina zororo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Izvi ndizvo zvakataurwa nezveDhamasikusi zvokuti, Hamati neAripadhi vatenderera musoro nokuti varikunzwa mashoko akaipa, vaparara nokutya. Vabvongodzeka segungwa risinganyarari.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Pamusoro peDhamasiko. Hamati ranyadziswa, neAripadhi, nokuti akanzwa mashoko akaipa, akanyauka; kutambudzika kuripo pagungwa, harigoni kuzorora.
Shona 2009?
"Pamusoro peDhamasiko. Hamati ranyadziswa, neAripadhi, nokuti akanzwa mashoko akaipa, akanyauka; kutambudzika kuripo pagungwa, harigoni kuzorora.
Shona SUB 2002 Bible
“Pamusoro peDhamasikosi. Hamati ranyadziswa, neAripadhi, nokuti akanzwa mashoko akaipa, akanyauka; kutambudzika kuripo pagungwa, harigoni kuzorora.