Jeremiah 49:24 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Damasko rapera simba, rakatendeʋukira kutiza, rakaɓatwa nokuɗeɗera; rakaɓatwa nokurwadziwa nokucema somukadzi unosurumuka.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Dhamasiko harichina simba, rakatendeuka kuti ritize, kuvhunduka kukaribata; kugomera nokurwadziwa zvakaribata, kurwadziwa sekwomukadzi osununguka.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Dhamasikusi yaondoroka yapishinuka ikatiza. Yabatwa nokutya, yarwadziwa mwoyo yasuruvara somukadzi ene mimba yarwadza.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Dhamasiko rapera simba, rakatendeukira kutiza, rakabatwa nokudedera; rakabatwa nokurwadziwa nokuchema somukadzi unosurumuka.
Shona 2009?
Dhamasiko rapera simba, rakatendeukira kutiza, rakabatwa nokudedera; rakabatwa nokurwadziwa nokuchema somukadzi unosurumuka.
Shona SUB 2002 Bible
Dhamasikosi rapera simba, rakatendeukira kutiza, rakabatwa nokudedera; rakabatwa nokurwadziwa nokuchema somukadzi unosurumuka.