Jeremiah 49:27 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndicaɓatidza mŋoto muruȿiŋgo rweDamasko, ucaparadza dzimba dzoʋushe dzaBeni‐hadadi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndichatungidza moto kumasvingo eDhamasiko; uchaparadza nhare dzose dzaBheniHadhadhi.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Ndichavesa moto murusvingo rweDhamasikusi ucharoromesa nhare yokuzvidzivirira nayo muhondo yokwaBhenihadhadhi.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndichabatidza moto murusvingo rweDhamasiko, uchaparadza dzimba dzoushe dzaBhenihadhadhi.”
Shona 2009?
Ndichabatidza moto murusvingo rweDhamasiko, uchaparadza dzimba dzoushe dzaBhenihadhadhi."
Shona SUB 2002 Bible
Ndichabatidza moto murusvingo rweDhamasikosi, uchaparadza dzimba dzoushe dzaBhenihadhadhi.”