Jeremiah 49:33 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Hazori ʋucaʋa ʋugaro bgamakaʋa, neɗoŋgo nokusiŋgaperi; hakunomunhu uŋgagara’mo, hakunomŋanakomana womunhu ucaʋa’mo ari mutorwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Hazori richava ugaro hwamakava, dongo nokusingaperi. Hapana achagarako; hakuna munhu achagara mariri.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Guta reHazori richava dambiro zvaro ramakava richazogara riri dongo nokusingaperi. Hapana munhu achagaramo kana wokumbogarawo zvake kwekanguva chete imomo.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Hazori huchava hugaro hwamakava, nedongo nokusingaperi; hakuna munhu ungagaramo, hakuna mwanakomana womunhu uchavamo ari mutorwa.”
Shona 2009?
"Hazori huchava hugaro hwamakava, nedongo nokusingaperi; hakuna munhu ungagaramo, hakuna mwanakomana womunhu uchavamo ari mutorwa."
Shona SUB 2002 Bible
“Hazori huchava hugaro hwamakava, nedongo nokusingaperi; hakuna munhu ungagaramo, hakuna mwanakomana womunhu uchavamo ari mutorwa.”