Jeremiah 49:7 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Pamsoro paEdomi. Ɀanzi naJehova wehondo: Ko paTemani hapacinoʋucenjeri here? Mano aroʋa kunaʋakaŋgwara here? Ʋucenjeri bgaʋo bganyaŋgarika here?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pamusoro peEdhomu: Zvanzi naJehovha Wamasimba Ose, “Ko, muTemani hamuchina uchenjeri here? Mano atsakatika here kuna vakangwara? Ko, uchenjeri hwavo hwaora here?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kune veEdhomu zvanzi naTenzi wehondo nehondo: “Ko munyika yeTemani ungwaru hamusisina here? Vangwaru vapererwa namazano here? Uchenjeri hwavo hwavatiza here?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Pamusoro paEdhomu. Zvanzi naJehovha wehondo, “Ko paTemani hapachina huchenjeri here? Mano arova kuna vakangwara here? Huchenjeri hwavo hwanyangarika here?
Shona 2009?
Pamusoro paEdhomu. Zvanzi naJehovha wehondo, "Ko paTemani hapachina huchenjeri here? Mano arova kuna vakangwara here? Huchenjeri hwavo hwanyangarika here?
Shona SUB 2002 Bible
Pamusoro paEdhomu. Zvanzi naJehovha wehondo, “Ko paTemani hapachina huchenjeri here? Mano arova kuna vakangwara here? Huchenjeri hwavo hwanyangarika here?