Jeremiah 5:11 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti imba yaIsraeri neimba yaJuda ʋakaita nokunyeŋgera kukuru kwandiri — ndiɀo ɀinotaura Jehova.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Imba yaIsraeri neimba yaJudha vanga vasina kutendeka kwandiri zvachose,” ndizvo zvinotaura Jehovha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndinodaro nokuti vemba yokwaIsiraeri nevemba yokwaJudha, vakanga vari vanhu vasina kunyatsotendeseka kwandiri. Ndizvo zviri kutaura Tenzi.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti imba yaIsiraeri neimba yaJudha vakaita nokunyengera kukuru kwandiri ndizvo zvinotaura Jehovha.”
Shona 2009?
Nokuti imba yaIsiraeri neimba yaJudha vakaita nokunyengera kukuru kwandiri ndizvo zvinotaura Jehovha."
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti imba yaIsiraeri neimba yaJudha vakaita nokunyengera kukuru kwandiri ndizvo zvinotaura Jehovha.”