Jeremiah 5:12 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakaramba Jehova, ʋakati: Haazi iye; hakunecakaipa ciŋgatiwira, hatiŋgaʋoni munondo kana nzara;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakarevera Jehovha nhema, vachiti, “Haana chaachaita! Hakuna chakaipa chichaitika kwatiri; hatichazombooni hondo kana nzara.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vanoreva nhema nezvaTenzi vachiti, “Hapana chaanoita uyu. Hapana nhamo ichatiwira. Hondo yemapakatwa, hatisi kuzomboiona isu, kana zveshangwa yenzara.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakaramba Jehovha, vakati, “Haazi iye; hakuna chakaipa chingatiwira, hatingaoni munondo kana nzara;
Shona 2009?
Vakaramba Jehovha, vakati, "Haazi iye; hakuna chakaipa chingatiwira, hatingaoni munondo kana nzara;
Shona SUB 2002 Bible
Vakaramba Jehovha, vakati, “Haazi iye; hakuna chakaipa chingatiwira, hatingaoni munondo kana nzara;