Jeremiah 5:14 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo ɀanzi naJehova, Mŋari wehondo: Ɀamunotaura shoko iri, tarirai, ndicaita mashoko aŋgu aʋe mŋoto mumiromo yenyu, naʋanhu aʋa ʋaʋe huni, ʋapedzwe nawo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Naizvozvo zvanzi naJehovha Mwari Wamasimba Ose: “Nokuti vanhu vakataura mashoko aya, ndichaita kuti mashoko angu ave moto mumuromo mako, uye vanhu ava kuti vave huni dzinopiswa nawo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Naizvozvo zvanzi naTenzi Mwari wehondo nehondo, “Chinzwa, pamusana pomuromo wavanotaura iwoyo, ndichaita kuti mazwi angu anobva mumuromo mako ave moto, vanhu ivava vanenge vari ivo huni dzacho; moto iwoyo uchavaroromesa.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Naizvozvo zvanzi naJehovha, Mwari wehondo, “Zvamunotaura shoko iri, tarirai, ndichaita mashoko angu ave moto mumiromo yenyu, navanhu ava vave huni, vapedzwe nawo.”
Shona 2009?
Naizvozvo zvanzi naJehovha, Mwari wehondo, "Zvamunotaura shoko iri, tarirai, ndichaita mashoko angu ave moto mumiromo yenyu, navanhu ava vave huni, vapedzwe nawo."
Shona SUB 2002 Bible
Naizvozvo zvanzi naJehovha, Mwari wehondo, “Zvamunotaura shoko iri, tarirai, ndichaita mashoko angu ave moto mumiromo yenyu, navanhu ava vave huni, vapedzwe nawo.”