Jeremiah 5:18 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi ɀanzi naJehova: Kunyaŋge napamazuʋa iwayo handiŋgakupedziyi cose.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Kunyange mumazuva iwayo,” ndizvo zvinotaura Jehovha, “handingakuparadzei zvachose.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi zvanzi naTenzi, “Kunyange mumazuva iwayo handisi kuzobva ndakutsakatisai.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi zvanzi naJehovha, “Kunyange napamazuva iwayo handingakupedziyi chose.
Shona 2009?
Asi zvanzi naJehovha, "Kunyange napamazuva iwayo handingakupedziyi chose.
Shona SUB 2002 Bible
Asi zvanzi naJehovha, “Kunyangwe napamazuva iwayo handingakupedziyi chose.