Jeremiah 5:23 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi ʋanhu aʋa ʋanomŋoyo wakasindimara unoramba kunzwa; ʋakatsauka, ndokuenda.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi vanhu ava vane mwoyo yakasindimara uye inondimukira; vakatsauka vakaenda kure.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi vanhu ivava itsvuuramuromo dzavanhu vane mwoyo woumhandupandu vakatsauka vakateterekera kure.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi vanhu ava vanomwoyo wakasindimara unoramba kunzwa; vakatsauka, ndokuenda.
Shona 2009?
Asi vanhu ava vanomoyo wakasindimara unoramba kunzwa; vakatsauka, ndokuenda.
Shona SUB 2002 Bible
Asi vanhu ava vano mwoyo wakasindimara unoramba kunzwa; vakatsauka, ndokuenda.