Jeremiah 5:26 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti ʋanhu ʋakaipa ʋari’po pakati paʋanhu ʋaŋgu; ʋanorindira, saʋanogarira shiri; ʋanoteya misuŋgo, ʋanoɓata ʋanhu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pakati pavanhu vangu pana vanhu vakaipa vanovandira kufanana savanhu vanoteya shiri nougombe. uye savaya vanoisa misungo yokubata vanhu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nokuti pakati pevanhu vangu pane vamwe vanhu vakaipa. Vanohwandira savateyi veshiri vakagaririra. Vanoteya chokuteyesa vachibata vanhu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Nokuti vanhu vakaipa varipo pakati pavanhu vangu; vanorindira, savanogarira shiri; vanoteya misungo, vanobata vanhu.
Shona 2009?
"Nokuti vanhu vakaipa varipo pakati pavanhu vangu; vanorindira, savanogarira shiri; vanoteya misungo, vanobata vanhu.
Shona SUB 2002 Bible
“Nokuti vanhu vakaipa varipo pakati pavanhu vangu; vanorindira, savanogarira shiri; vanoteya misungo, vanobata vanhu.