Jeremiah 5:4 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo ndikati: Ɀirokwaɀo, aʋa ʋarombo, mapenzi, nokuti haʋaziʋi nzira yaJehova, kana murairo waMŋari waʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndakafunga ndikati, “Ava varombo bedzi; mapenzi, nokuti havazivi nzira yaJehovha, nezvinodikanwa naMwari wavo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ini ndokuti, “Ava vanhu varombo zvavo chete havanzwisisi nokuti nzira yaTenzi havaizivi, iwo mutemo waMwari wavo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo ndikati, “Zvirokwazvo, ava varombo, mapenzi, nokuti havazivi nzira yaJehovha, kana murayiro waMwari wavo.
Shona 2009?
Ipapo ndikati, "Zvirokwazvo, ava varombo, mapenzi, nokuti havazivi nzira yaJehovha, kana murayiro waMwari wavo.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo ndikati, “Zvirokwazvo, ava varombo, mapenzi, nokuti havazivi nzira yaJehovha, kana murairo waMwari wavo.