Jeremiah 50:13 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nemhaka yokutsamŋa kwaJehova hariŋgagarwi, asi ricaʋa ɗoŋgo cose; mumŋe nomumŋe unopfuʋura napaBabironi ucashamiswa, ucaridza muridzo pamsoro pamaɗambudziko aro ose.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuda kwokutsamwa kwaJehovha hamungagarwi, asi richava dongo chose. Vose vanopfuura pedyo neBhabhironi vachatyiswa, uye vacharidza muridzo nokuda kwamavanga ake ose.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Pamusana pehasha dzaTenzi haisi kuzombogarwa navanhu asi ichava renje zvaro. Wose anozopfuura nepaBhabhironi achakatyamadzwa nazvo maronda ayo ose.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nemhaka yokutsamwa kwaJehovha haringagarwi, asi richava dongo chose; mumwe nomumwe unopfuura napaBhabhironi uchashamiswa, ucharidza muridzo pamusoro pamadambudziko aro ose.
Shona 2009?
Nemhaka yokutsamwa kwaJehovha haringagarwi, asi richava dongo chose; mumwe nomumwe unopfuura napaBhabhironi uchashamiswa, ucharidza muridzo pamusoro pamatambudziko aro ose.
Shona SUB 2002 Bible
Nemhaka yokutsamwa kwaJehovha haringagarwi, asi richava dongo chose; mumwe nomumwe unopfuura napaBhabhironi uchashamiswa, ucharidza muridzo pamusoro pamatambudziko aro ose.