Jeremiah 50:17 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Israeri igwai rakadziŋgwa‐dziŋgwa, shumba dzakaridziŋga; pakutaŋga mambo weAsiria wakamudya, ɀino pakupedzisira Nebukadrezari mambo weBabironi wakavuna mafupa ake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Israeri makwai akapararira akadzingirwa kure neshumba. Akatanga kumudya akanga ari mambo weAsiria; akapedzisira kupwanya mapfupa ake ndiNebhukadhinezari mambo weBhabhironi.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Isiraeri ihwai iri kuvhimwa iri kudzinganiswa neshumba. Pakutanga akambozhanyiwa neAsiria. Zvino Nebhukadhireza mambo weBhabhironi ari kun'un'una mapfupa ake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Isiraeri igwai rakadzingwa-dzingwa, shumba dzakaridzinga; pakutanga mambo weAsiria wakamudya, zvino pakupedzisira Nebhukadhirezari mambo weBhabhironi wakavhuna mapfupa ake.
Shona 2009?
"Isiraeri igwai rakadzingwa-dzingwa, shumba dzakaridzinga; pakutanga mambo -weAsiria wakamudya, zvino pakupedzisira Nebhukadhirezari mambo weBhabhironi wakavhuna mapfupa ake.
Shona SUB 2002 Bible
“Isiraeri igwai rakadzingwa–dzingwa, shumba dzakaridzinga; pakutanga mambo weAsiria wakamudya, zvino pakupedzisira Nebhukadhineza mambo weBhabhironi wakavhuna mapfupa ake.