Jeremiah 50:2 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Paridzirai pakati pamarudzi, muɀiziʋise, musimudze mureza, muɀiziʋise, murege kuʋanza, muti: Babironi rakundwa, Beri wanyadziswa, Merodaki wavunduswa; ɀifananidzo ɀaʋo ɀanyadziswa, matanda aʋo avunika.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Zivisai, uye paridzai pakati pendudzi, simudzai mureza uye paridzai; musasiya kana chinhu, asi muti, ‘Bhabhironi richakundwa; Bheri richanyadziswa, Merodhaki richazara nokutya. Zvifananidzo zvaro zvichanyadziswa uye zvifananidzo zvaro zvichazara nokutya.’
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Paridzai mukati memarudzi avanhu muzivise vanhu nhau dzikai mureza mupadze, regai kuzviviga mumwoyo muti, Bhabhironi yatorwa, mwari wayo Bhero wafumurwa mwari wayo Merodhaki akangaidzwa. Zvifananidzo zvayo zvokunamata zvanyadziswa zvifananidzo zvayo zvokunamata zvakangaidzwa!
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Paridzirai pakati pamarudzi, muzvizivise, musimudze mureza, muzvizivise, murege kuvanza, muti, ‘Bhabhironi rakundwa, Bheri wanyadziswa, Merodhaki wavhunduswa; zvifananidzo zvavo zvanyadziswa, matanda avo avhunika.’
Shona 2009?
"Paridzirai pakati pamarudzi, muzvizivise, musimudze mureza,muzvizivise murege kuvanza muti "Bhabhironi rakundwa, Bheri wanyadziswa, Merodhaki wavhunduswa; zvifananidzo zvavo zvanyadziswa, matanda avo avhunika.'
Shona SUB 2002 Bible
“Paridzirai pakati pamarudzi, muzvizivise, musimudze mureza, muzvizivise, murege kuvanza, muti, ‘Bhabhironi rakundwa, Bheri wanyadziswa, Merodhaki wavhunduswa; zvifananidzo zvavo zvanyadziswa, matanda avo avhunika.’