Jeremiah 50:21 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Endai mundorwa nenyika yeMerataimi, murwe nayo ʋuye naʋagere Pekodi; ʋurayai, muparadze cose ɀiri shure kwaʋo, muite ɀose ɀandakakurairai — ndiɀo ɀinotaura Jehova.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Rwisai nyika yeMarataimi neavo vagere muPekodhi. Dzingirirai, urayai uye muvaparadze zvachose,” ndizvo zvinotaura Jehovha. “Muite zvose zvandakurayirai.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Endai mundorwisa nyika yeMirataimu mundorwisawo vagari vokuPekodhi. Urayai mutevere muchinyatsoparadza, ndizvo zviri kutaura Tenzi kuti itai zvose zvandati muite.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Endai mundorwa nenyika yeMerataimu, murwe nayo uye navagere Pekodhi; urayai, muparadze chose zviri shure kwavo, muite zvose zvandakakurairai ndizvo zvinotaura Jehovha.
Shona 2009?
"Endai mundorwa nenyika yeMerataimu, murwe nayo uye navagere Pekodhi; urayai, muparadze chose zviri shure kwavo, muite zvose zvandakakurairai ndizvo zvinotaura Jehovha.
Shona SUB 2002 Bible
“Endai mundorwa nenyika yeMerataimu, murwe nayo uye navagere Pekodhi; urayai, muparadze chose zviri shure kwavo, muite zvose zvandakakurairai ndizvo zvinotaura Jehovha.