Jeremiah 50:24 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndakakuteyera musuŋgo, ukaɓatwa ʋo, iwe Babironi, ukasaɀiziʋa; wakawanikwa, ukaɓatwa ʋo, nokuti wakarwa naJehova.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndakakuisira musungo, iwe Bhabhironi, uye wakabatwa usati wazviziva; wakawanikwa ukapambwa nokuti wakapikisana naJehovha,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Ndakakuteya ukasungwa nomusungo iwoyo, iwe Bhabhironi asi iwe hauna kuzviziva. Wakaonekwa wakanzi koche mumusungo nokuti wakamirisana naTenzi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndakakuteyera musungo, ukabatwawo, iwe Bhabhironi, ukasazviziva; wakawanikwa, ukabatwawo, nokuti wakarwa naJehovha.
Shona 2009?
Ndakakuteyera musungo, ukabatwawo, iwe Bhabhironi, ukasazviziva; wakawanikwa, ukabatwawo, nokuti wakarwa naJehovha.
Shona SUB 2002 Bible
Ndakakuteyera musungo, ukabatwawo, iwe Bhabhironi, ukasazviziva; wakawanikwa, ukabatwawo, nokuti wakarwa naJehovha.