Jeremiah 50:3 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti rudzi ruri’ko runobva kurutiʋi rwokumsoro kuzorwa naro, rucaita nyika yaro ɗoŋgo, hakuna‐ucagara’mo; ʋatiza, ʋaenda, ʋanhu neɀipfuwo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Rudzi runobva kumusoro rucharirwisa, uye ruchaparadza nyika yaro. Hakuna munhu achagaramo; zvose vanhu nezvipfuwo zvichatizira kure.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndinodaro nokuti kuchamhembe, kuri kuuya rudzi rwavanhu kuzorwisa ruchasiya nyika yayo yava renje risina achagaramo vanhu nemhuka zvichatiza.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Nokuti rudzi ruriko runobva kurutivi rwomusoro kuzorwa naro, ruchaita nyika yaro dongo, hakuna uchagaramo; vatiza, vaenda, vanhu nezvipfuo.
Shona 2009?
"Nokuti rudzi ruriko runobva kurutivi rwomusoro kuzorwa naro, ruchaita nyika yaro dongo, hakuna uchagaramo; vatiza, vaenda, vanhu nezvipfuwo.
Shona SUB 2002 Bible
“Nokuti rudzi ruriko runobva kurutivi rwomusoro kuzorwa naro, ruchaita nyika yaro dongo, hakuna uchagaramo; vatiza, vaenda, vanhu nezvipfuo.