Jeremiah 50:30 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo majaya aro acawira pasi munzira dzaro, naʋarwi ʋaro ʋose ʋacanyarara nezuʋa iro — ndiɀo ɀinotaura Jehova.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Naizvozvo majaya aro achawira mumigwagwa; varwi varo vose vachanyarara kuti mwiro pazuva iro,” ndizvo zvinotaura Jehovha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Naizvozvo majaya aro achati rakata munhandare dzaro uye navarwi vehondo vose vachaparadzwa zuva iroro, ndizvo zviri kutaura Tenzi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Naizvozvo majaya aro achawira pasi munzira dzaro, navarwi varo vose vachanyarara nezuva iro, ndizvo zvinotaura Jehovha.
Shona 2009?
Naizvozvo majaya aro achawira pasi munzira dzaro, navarwi varo vose vachanyarara nezuva iro, ndizvo zvinotaura Jehovha.
Shona SUB 2002 Bible
Naizvozvo majaya aro achawira pasi munzira dzaro, navarwi varo vose vachanyarara nezuva iro, ndizvo zvinotaura Jehovha.