Jeremiah 50:31 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Tarira, ndinemhoȿa newe, iwe wokuɀikudza — ndiɀo ɀinotaura Ishe Jehova wehondo; nokuti zuʋa rako raȿika, ŋguʋa yandicakuroʋa nayo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Tarira, ndinorwa newe, iwe wokuzvikudza,” ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha Wamasimba Ose, nokuti zuva rako rasvika, nguva yokurangwa kwako.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Chiona, ndanangana newe iyewe nyakuzvikudza iwe, ndizvo zviri kureva Tenzi, Tenzi wehondo nehondo nokuti zuva rako rasvika, nguva yokuti ndikurange.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Tarira, ndine mhosva newe, iwe wokuzvikudza, ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha wehondo; nokuti zuva rako rasvika, nguva yandichakurova nayo.
Shona 2009?
"Tarira, ndine mhosva newe, iwe wokuzvikudza, ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha wehondo; nokuti zuva rako rasvika, nguva yandichakurova nayo.
Shona SUB 2002 Bible
“Tarira, ndine mhosva newe, iwe wokuzvikudza, ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha wehondo; nokuti zuva rako rasvika, nguva yandichakurova nayo.