Jeremiah 50:41 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Tarirai, rudzi rwaʋanhu runobva kurutiʋi rwokumsoro, rudzi rukuru namadzimambo mazhinji acamutswa abve kumigumo yenyika.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Tarirai! Hondo inobva nechokumusoro; rudzi rukuru namadzimambo mazhinji ari kumutswa kubva kumagumo enyika.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Tarira uone vanhu vari kuuya vachibva kuchamhembe rudzi rune simba namadzimambo akawanda hero bvakapfaka riri kubva kwakaperera nyika chaiko.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Tarirai, rudzi rwavanhu runobva kurutivi rwokumusoro, rudzi rukuru namadzimambo mazhinji achamutswa abve kumigumo yenyika.
Shona 2009?
"Tarirai, rudzi rwavanhu runobva kurutivi rwokumusoro, rudzi rukuru namadzimambo mazhinji achamutswa abve kumigumo yenyika.
Shona SUB 2002 Bible
“Tarirai, rudzi rwavanhu runobva kurutivi rwokumusoro, rudzi rukuru namadzimambo mazhinji achamutswa abve kumigumo yenyika.