Jeremiah 50:42 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakaɓata ʋuta nepfumo, ʋanehasha, haʋanenyasha; manzwi aʋo anotinhira seguŋgwa, ʋakataȿa mabiza, mumŋe nomumŋe wakashoŋgedzwa somurwi, kuzorwa newe, iwe mukunda weBabironi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakapakata uta namapfumo; vano utsinye uye havana tsitsi. Vanotinhira segungwa vakatasva mabhiza avo; vanouya vakaita savarume vakagadzirira kurwa, kuti vakurwise, iwe mwanasikana weBhabhironi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Vakapakata uta nepfumo, vane utsinye, uye havana tsitsi. Kuriridza kwomutsindo wavo kunenge kuunga kwegungwa, vanotasva pamabhiza vakarongedzera somurwi ari muhondo vachizorwisa iwe mwanasikana Bhabhironi!
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Vakabata huta nepfumo, vane hasha, havane nyasha; manzwi avo anotinhira segungwa, vakatasva mabhiza, mumwe nomumwe wakashongedzwa somurwi, kuzorwa newe, iwe mukunda weBhabhironi.
Shona 2009?
"Vakabata huta nepfumo, vane hasha, havane nyasha; manzwi avo anotinhira segungwa, vakatasva mabhiza, mumwe nomumwe wakashongedzwa somurwi, kuzorwa newe, iwe mukunda weBhabhironi.
Shona SUB 2002 Bible
“Vakabata huta nepfumo, vane hasha, havane nyasha; mazwi avo anotinhira segungwa, vakatasva mabhiza, mumwe nomumwe wakashongedzwa somurwi, kuzorwa newe, iwe mukunda weBhabhironi.