Jeremiah 50:43 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mambo weBabironi wakanzwa guhu raʋo, maʋoko ake akashaiwa simba, waɓatwa nokutambudzika nokurwadziwa sokwomukadzi unosurumuka.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mambo weBhabhironi akanzwa guhu pamusoro pavo, maoko ake akapera simba. Kutya kwakamubata, kurwadziwa sekwomukadzi wosununguka.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Mambo weBhabhironi akasvitswa shoko rezvavo, maoko ake achibva ati ragwada zvikamushungurudza zvikamurwadza somukadzi arwadzwa nemimba.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mambo weBhabhironi wakanzwa guhu ravo, maoko ake akashaiwa simba, wabatwa nokutambudzika nokurwadziwa sokwomukadzi unosurumuka.
Shona 2009?
Mambo weBhabhironi wakanzwa guhu ravo, maoko ake akashaiwa simba, wabatwa nokutambudzika nokurwadziwa sokomukadzi unosurumuka.
Shona SUB 2002 Bible
Mambo weBhabhironi wakanzwa guhu ravo, maoko ake akashaiwa simba, wabatwa nokutambudzika nokurwadziwa sokwomukadzi unosurumuka.