Jeremiah 50:46 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nyika inoɗeɗera nomubvumo wokukundwa kweBabironi, kucema kunonzwika pakati pamarudzi ose.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pachanzwikwa kutinhira kwokukundwa kweBhabhironi, nyika ichadedera; kuchema kwayo kuchanzwika pakati pamarudzi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kuriridza kwokukurirwa kweBhabhironi kuchadederesa nyika, mhere yayo ichanzwika mukati memarudzi.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nyika inodedera nomubvumo wokukundwa kweBhabhironi, kuchema kunonzwika pakati pamarudzi ose.’ ”
Shona 2009?
Nyika inodedera nomubvumo wokukundwa kweBhabhironi, kuchema kunonzwika pakati pamarudzi ose.' "
Shona SUB 2002 Bible
Nyika inodedera nomubvumo wokukundwa kweBhabhironi, kuchema kunonzwika pakati pamarudzi ose.’ ”