Jeremiah 50:7 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋose ʋaiʋawana ʋaiʋadya, naʋadziʋisi ʋaʋo ʋaiti: Hatinemhoȿa, nokuti ʋakatadzira Jehova, ibgo ʋugaro bgokururama, iye Jehova, tariro yamadziɓaɓa aʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ani naani akavawana akavadya; vavengi vavo vakati, ‘Isu hatina mhosva, nokuti vakatadzira Jehovha, iye mafuro avo echokwadi, iye Jehovha, tariro yamadzibaba avo.’
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Chose zvacho chinodziwana chinodzidya uye vavengi vadzo vanotozviti, ‘Hatina mhosva nokuti ivo ndivo vakatotadzira Tenzi, iye ugaro hwavo chaihwo, Tenzi chitarisiro chamadzibaba avo.’
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Vose vaivawana vaivadya, navadzivisi vavo vaiti, ‘Hatina mhosva, nokuti vakatadzira Jehovha, ihwo hugaro hwokururama, iye Jehovha, tariro yamadzibaba avo.’
Shona 2009?
"Vose vaivawana vaivadya, navadzivisi vavo vaiti, `Hatina mhosva, nokuti vakatadzira Jehovha, ihwo hugaro hwokururama, iye Jehovha, tariro yamadzibaba avo.'
Shona SUB 2002 Bible
“Vose vaivawana vaivadya, navadzivisi vavo vaiti, ‘Hatina mhosva, nokuti vakatadzira Jehovha, ihwo hugaro hwokururama, iye Jehovha, tariro yamadzibaba avo.’