Jeremiah 50:8 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Tizai mubve pakati peBabironi, ɓuɗai panyika yaʋaKardea, muʋe senhoŋgo pamberi pamapoka amakwai.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Tizai mubude muBhabhironi; siyai nyika yavaBhabhironi, mugoita sembudzi inotungamirira makwai.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Tizai mukati meBhabhironi mubve munyika yevaKaridhea muite sezvikotora zvatungamira danga
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Tizai mubve pakati peBhabhironi, budai panyika yavaKaradhea, muve senhongo pamberi pamapoka amakwai.
Shona 2009?
Tizai mubve pakati peBhabhironi, budai panyika yavaKaradhea, muve senhongo pamberi pamapoka amakwai.
Shona SUB 2002 Bible
Tizai mubve pakati peBhabhironi, budai panyika yavaKaradhia, muve senhongo pamberi pamapoka amakwai.