Jeremiah 51:1 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀanzi naJehova: Tarirai, ndicamutsira Babironi naʋagere Rebi‐kamai mhepo inoparadza.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvanzi naJehovha, “Tarirai, ndichamutsa mwoyo womuparadzi pamusoro peBhabhironi navanhu veRebhi Kamai.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvanzi naTenzi: “Chinzwa, ndava kumutsa mweya womuparadzi wokuzorwisa Bhabhironi, achirwisa vagari veKaridhea.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvanzi naJehovha, “Tarirai, ndichamutsira Bhabhironi navagere Rebhikamai mhepo inoparadza.
Shona 2009?
Zvanzi naJehovha, "Tarirai, ndichamutsira Bhabhironi navagere Rebhikamai mhepo inoparadza.
Shona SUB 2002 Bible
Zvanzi naJehovha, “Tarirai, ndichamutsira Bhabhironi navagere Rebhikamai mhepo inoparadza.