Jeremiah 51:10 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jehova wakaratidza kururama kweɗu; ʋuyai, tiparidze paZioni ɓasa raJehova Mŋari weɗu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“ ‘Jehovha haana kuti tine mhosva; uyai, tiparidze muZioni zvakaitwa naJehovha Mwari wedu.’
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Tenzi aburitsa pachena kuti hatina mhosva. Chiuya tizivise vanhu muguta reZioni basa raTenzi, Mwari wedu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Jehovha wakaratidza kururama kwedu; uyai, tiparidze paZioni basa raJehovha Mwari wedu.
Shona 2009?
"Jehovha wakaratidza kururama kwedu; uyai, tiparidze paZiyoni basa raJehovha Mwari wedu.
Shona SUB 2002 Bible
“Jehovha wakaratidza kururama kwedu; uyai, tiparidze paZioni basa raJehovha Mwari wedu.