Jeremiah 51:14 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jehova wehondo wakapika naiye amene, aciti: Ɀirokwaɀo ndicakuzadza naʋanhu semhashu, iʋo ʋacakupururudzira.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jehovha Wamasimba Ose akapika naiye amene achiti: Zvirokwazvo ndichakuzadza navarume, sezvinoitwa nechimokoto chemhashu, uye vachapembera nokuti vanenge vakukundai.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Tenzi wehondo nehondo apika naiye pachake kuti, ndichakuti farara kuzadza navanhu semhashu vacharidza mupururu wokukurira.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jehovha wehondo wakapika naiye amene, achiti, ‘Zvirokwazvo ndichakuzadza navanhu semhashu, ivo vachakupururudzira.’
Shona 2009?
Jehovha wehondo wakapika naiye amene, achiti, `Zvirokwazvo ndichakuzadza navanhu semhashu, ivo vachakupururudzira.'
Shona SUB 2002 Bible
Jehovha wehondo wakapika naiye amene, achiti, ‘Zvirokwazvo ndichakuzadza navanhu semhashu, ivo vachakupururudzira.’