Jeremiah 51:15 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndiye wakaita nyika nesimba rake, wakateya nyika noʋucenjeri bgake, wakatatamura ɗeŋga rose nenjere dzake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Akaita nyika nesimba rake; akateya nheyo dzenyika nouchenjeri hwake, akatatamura matenga nokunzwisisa kwake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Iye nesimba rake ndiye akaita nyika, ndiye noungwaru hwake akasika nyika. Uye nokunzwisisa kwake akawarira matenga.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Ndiye wakaita nyika nesimba rake, wakateya nyika nohuchenjeri hwake, wakatatamura denga rose nenjere dzake.
Shona 2009?
"Ndiye wakaita nyika nesimba rake, wakateya nyika nohuchenjeri hwake, wakatatamura denga rose nenjere dzake.
Shona SUB 2002 Bible
“Ndiye wakaita nyika nesimba rake, wakateya nyika nohuchenjeri hwake, wakatatamura denga rose nenjere dzake.