Jeremiah 51:19 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mugoʋe waJakobo haufanani naiɀoɀi, nokuti ndiye muʋumbi waɀose; Israeri ndirwo rudzi rwenhaka yake; Jehoʋa wehondo ndiro zita rake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Iye Mugove waJakobho haana kufanana naizvozvi, nokuti ndiye Muiti wezvinhu zvose, pamwe chete norudzi rwenhaka yake, Jehovha Wamasimba Ose ndiro zita rake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Iye haana kumboita saizvozvi iye mugove wevokwaJakobho nokuti ndiye akasika zvinhu zvose uye verudzi rwechiIsiraeri ndivo rudzi rwake rwenhaka. Zita rake rinonzi Tenzi wehondo nehondo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mugove waJakobho haufanani naizvozvi, nokuti ndiye muumbi wazvose; Isiraeri ndirwo rudzi rwenhaka yake; Jehovha wehondo ndiro zita rake.
Shona 2009?
Mugove waJakobho haufanani naizvozvi, nokuti ndiye muumbi wazvose; Isiraeri ndirwo rudzi rwenhaka yake; Jehovha wehondo ndiro zita rake.
Shona SUB 2002 Bible
Mugove waJakobho haufanani naizvozvi, nokuti ndiye muumbi wazvose; Isiraeri ndirwo rudzi rwenhaka yake; Jehovha wehondo ndiro zita rake.