Jeremiah 51:20 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iwe uri nyundo yaŋgu nenhumbi dzaŋgu dzokurwa; newe ndicaputsanya marudzi aʋanhu; newe ndicaparadza ʋushe;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Ndiwe tsvimbo yangu yehondo, chombo changu chokurwa, newe ndinoparadza ndudzi, newe ndinoparadza umambo,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Ndiwe nyundo yangu nechombo changu chehondo. Newe ndinopwanyanisa marudzi newe ndinoparadza umambo hwedzinyika.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Iwe uri nyundo yangu nenhumbi dzangu dzokurwa; newe ndichaputsanya marudzi avanhu; newe ndichaparadza ushe;
Shona 2009?
"Iwe uri nyundo yangu nenhumbi dzangu dzokurwa; newe ndichaputsanya marudzi avanhu newe ndichaparadza ushe;
Shona SUB 2002 Bible
“Iwe uri nyundo yangu nenhumbi dzangu dzokurwa; newe ndichaputsanya marudzi avanhu; newe ndichaparadza ushe;