Jeremiah 51:22 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
newe ndicaputsanya murume nomukadzi; newe ndicaputsanya mutana nomuɗuku; newe ndicaputsanya mujaya nemhandara;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
newe ndinoparadza murume nomukadzi, newe ndinoparadza mutana nejaya, newe ndinoparadza jaya nomurandakadzi,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Newe ndinoita kanyama-kanyama murume kana mukadzi, newe ndichiita kanyama-kanyama munhu wechikuru kana wechiduku. Newe ndinodambura-dambura jaya kana mhandara.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
newe ndichaputsanya murume nomukadzi; newe ndichaputsanya mutana nomuduku; newe ndichaputsanya mujaya nemhandara;
Shona 2009?
newe ndichaputsanya murume nomukadzi; newe ndichaputsanya mutana nomuduku; newe ndichaputsanya mujaya nemhandara;
Shona SUB 2002 Bible
newe ndichaputsanya murume nomukadzi; newe ndichaputsanya mutana nomuduku; newe ndichaputsanya mujaya nemhandara;