Jeremiah 51:25 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Tarira, ndinemhoȿa newe, iwe gomo rokuparadza, rinoparadza nyika yose — ndiɀo ɀinotaura Jehova; ndicatambanudzira ruʋoko rwaŋgu kwauri, ndicakukuŋgurusa pamabge, ndicakuita gomo rakatȿa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Ndine mhosva newe, iwe gomo rinoparadza, iwe unoparadza nyika yose,” ndizvo zvinotaura Jehovha. “Ndichatambanudzira ruoko rwangu kuti ndikurwise, ndigokukungurusira kumawere, ndigokuita gomo rakatsva.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Chinzwa, ndanangana newe zvino iyewe gomo roumharadzi, ndizvo zviri kutaura Tenzi; iwe unoparadza pasi pose. Ndichasumudza ruoko rwangu ndakanangana newe, ndigokukungurutsira pasi pamawere ndichikuita gomo rakatsva.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Tarira, ndine mhosva newe, iwe gomo rokuparadza, rinoparadza nyika yose ndizvo zvinotaura Jehovha; ndichatambanudzira ruoko rwangu kwauri, ndichakukungurusa pamabwe, ndichakuita gomo rakatsva.
Shona 2009?
"Tarira, ndine mhosva newe, iwe gomo rokuparadza, rinoparadza nyika yose ndizvo zvinotaura Jehovha; ndichatambanudzira ruoko rwangu kwauri, ndichakukungurusa pamabwe, ndichakuita gomo rakatsva.
Shona SUB 2002 Bible
“Tarira, ndine mhosva newe, iwe gomo rokuparadza, rinoparadza nyika yose ndizvo zvinotaura Jehovha; ndichatambanudzira ruoko rwangu kwauri, ndichakukungurusa pamabwe, ndichakuita gomo rakatsva.