Jeremiah 51:26 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Haʋaŋgatori kwauri ibge rekona, kana ibge renheyo; asi ucaʋa ɗoŋgo nokusiŋgaperi — ndiɀo ɀinotaura Jehova.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Hapana dombo richabviswa kwauri kuti riitwe dombo rekona, kana dombo remhepo, nokuti uchaparadzwa nokusingaperi,” ndizvo zvinotaura Jehovha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Mauri hamusi kuzombotorwa ibwe rokuvakisa pakona, kana ibwe zvaro rokuvakisa ugaro, asi kuti uchava dongo rechigariro, ndizvo zviri kutaura Tenzi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Havangatori kwauri ibwe rekona, kana ibwe renheyo; asi uchava dongo nokusingaperi, ndizvo zvinotaura Jehovha.
Shona 2009?
Havangatori kwauri ibwe rekona, kana ibwe renheyo; asi uchava dongo nokusingaperi, ndizvo zvinotaura Jehovha.
Shona SUB 2002 Bible
Havangatori kwauri ibwe rekona, kana ibwe renheyo; asi uchava dongo nokusingaperi, ndizvo zvinotaura Jehovha.