Jeremiah 51:27 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Simudzai mureza panyika, ridzai hwamanda pakati pamarudzi, gadzirai marudzi kuzorwa naro, kokerai ʋushe bgeArarati neMini neAshkenazi kuzorwa naro, gadzai mukuru wehondo kuzorwa naro, ʋuyisai mabiza semhashu dzinoparadza.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Simudzai mureza munyika! Ridzai hwamanda pakati pendudzi! Gadzirirai ndudzi kuti dzizorwa naye; kokai ushe uhu kuzorwa naye: Ararati, Mini neAshikenazi. Gadzai mukuru wehondo arwe naye; tumirai mabhiza akaita sechimokoto chemhashu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Misai mureza pasi ridzai bhosvo mukati memarudzi, gadzirirai marudzi kuti aite hondo nayo. Kokerai umambo hwedzinyika dzimurwise imi munoti vokuArarati nevokuMini nevokuAshikenazi sarudzai mutungamiriri wehondo vokundoyirwisa unzai mabhiza semhashu dzinoparadza.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Simudzai mureza panyika, ridzai hwamanda pakati pamarudzi, gadzirai marudzi kuzorwa naro, kokerai ushe hweArarati neMini neAshikenazi kuzorwa naro, gadzai mukuru wehondo kuzorwa naro, uyisai mabhiza semhashu dzinoparadza.
Shona 2009?
"Simudzai mureza panyika, ridzai hwamanda pakati pamarudzi, gadzirai marudzi kuzorwa naro, kokerai ushe bweArarati neMini neAshikenazi kuzorwa naro, gadzai mukuru wehondo kuzorwa naro, uyisai mabhiza semhashu dzinoparadza.
Shona SUB 2002 Bible
“Simudzai mureza panyika, ridzai hwamanda pakati pamarudzi, gadzirai marudzi kuzorwa naro, kokerai ushe hweArarati neMini neAshikenazi kuzorwa naro, gadzai mukuru wehondo kuzorwa naro, uyisai mabhiza semhashu dzinoparadza.