Jeremiah 51:29 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nyika inoɗeɗera nokurwadziwa; nokuti ɀakafuŋga Jehova kuitira Babironi ɀakasimba, kuti aite nyika yeBabironi ɗoŋgo, isina‐unogara’mo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nyika inodedera uye yomonyoroka, nokuti zvakarongwa naJehovha pamusoro peBhabhironi hazvingatongokoni, zvokuparadza nyika yeBhabhironi kuti pasava nomunhu achagaramo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Pasi padedera pamononoka namarwadzo nokuti zvakarongerwa Bhabhironi naTenzi zvinotoitika, zvokuita kuti nyika yeBhabhironi ive dongo zvaro risina ageremo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nyika inodedera nokurwadziwa; nokuti zvakafunga Jehovha kuitira Bhabhironi zvakasimba, kuti aite nyika yeBhabhironi dongo, isina unogaramo.
Shona 2009?
Nyika inodedera nokurwadziwa; nokuti zvakafunga Jehovha kuitira Bhabhironi zvakasimba, kuti aite nyika yeBhabhironi dongo, isina unogaramo.
Shona SUB 2002 Bible
Nyika inodedera nokurwadziwa; nokuti zvakafunga Jehovha kuitira Bhabhironi zvakasimba, kuti aite nyika yeBhabhironi dongo, isina unogaramo.