Jeremiah 51:31 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Imŋe nhume icamhanya kundosoŋgana neimŋe, mumŋe wakatumŋa kundosoŋgana nomumŋe, kuziʋisa mambo weBabironi kuti guta rake rakundwa kumatiʋi ose.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Anotumwa namagwaro achatevera mumwe, uye nhume ichatevera nhume, kundozivisa mambo weBhabhironi kuti guta rake rose rapambwa,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Vokumhanya vari kuita zvokutosangana nhume ichisanganawo nenhume kundosvitsa shoko kuna mambo weBhabhironi rokuti guta rake ratorwa mativi ose zvawo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Imwe nhume ichamhanya kundosangana neimwe, mumwe wakatumwa kundosangana nomumwe, kuzivisa mambo weBhabhironi kuti guta rake rakundwa kumativi ose.
Shona 2009?
"Imwe nhume ichamhanya kundosangana neimwe, mumwe wakatumwa kundosangana nomumwe, kuzivisa mambo weBhabhironi kuti guta rake rakundwa kumativi ose.
Shona SUB 2002 Bible
“Imwe nhume ichamhanya kundosangana neimwe, mumwe wakatumwa kundosangana nomumwe, kuzivisa mambo weBhabhironi kuti guta rake rakundwa kumativi ose.