Jeremiah 51:32 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋuye kuti mazambuko aɓatwa, kuti mapani eshaŋga apiswa nomŋoto, kuti ʋarwi ʋavunduswa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
mazambuko abatwa, mapani apiswa nomoto, uye varwi vavhundutswa.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Mazambuko ava mumaoko mavavengi, nhare dzokuzvidzivirira muhondo dzaroromeswa nomoto, varwi vehondo vatenderera nazvo musoro
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Uye kuti mazambuko abatwa, kuti mapani eshanga apiswa nomoto, kuti varwi vavhunduswa.
Shona 2009?
Uye kuti mazambuko abatwa, kuti mapani eshanga apiswa nomoto, kuti varwi vavhunduswa.
Shona SUB 2002 Bible
Uye kuti mazambuko abatwa, kuti mapani eshanga apiswa nomoto, kuti varwi vavhunduswa.