Jeremiah 51:38 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ʋacaʋomba pamŋe cete saʋana ʋeshumba, ʋacagannya saʋanana ʋeshumba.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vanhu vake vose vanoomba seshumba diki, vanobhon'a sembwanana dzeshumba.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Vachadzvovedzana pamwechete seshumba vachihon'erana sevana veshumba.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vachaomba pamwechete savana veshumba, vachaganya savana veshumba.
Shona 2009?
Vachaomba pamwechete savana veshumba, vachaganya savana veshumba.
Shona SUB 2002 Bible
Vachaomba pamwechete savana veshumba, vachaganya savana veshumba.