Jeremiah 51:4 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋacawira pasi ʋaʋurawa panyika yaʋaKardea, ʋaɓayiwa munzira dzaro.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vachawira pasi vaurayiwa muBhabhironi, vachakuvadzwa mumigwagwa zvokuti havazorarami.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Vachati rakata kufa munyika yevaKaridhea vamwe vakuvadzwa mumigwagwa yayo
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vachawira pasi vaurawa panyika yavaKaradhea, vabayiwa munzira dzaro.
Shona 2009?
Vachawira pasi vaurawa panyika yavaKaradhea, vabayiwa munzira dzaro.
Shona SUB 2002 Bible
Vachawira pasi vaurayiwa panyika yavaKaradhia, vabayiwa munzira dzaro.