Jeremiah 51:43 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Maguta aro aʋa matoŋgo, nyika yakawoma nerenje, nenyika musiŋgagari munhu, hakunomŋanakomana womunhu unopfuʋura napo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Maguta aro achaparadzwa, achava nyika yakaoma negwenga, nyika isingagarwi nomunhu, isina angapfuura nemairi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
maguta aro ava renje zvaro nyika yakaoma, gwenga zvaro nyika isingagare munhu isina kana munhu anopfuura nomo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Maguta aro ava matongo, nyika yakaoma nerenje, nenyika musingagari munhu, hakuna Mwanakomana womunhu unopfuura napo.
Shona 2009?
Maguta aro ava matongo, nyika yakaoma nerenje, nenyika musingagari munhu, hakuna Mwanakomana womunhu unopfuura napo.
Shona SUB 2002 Bible
Maguta aro ava matongo, nyika yakaoma nerenje, nenyika musingagari munhu, hakuna Mwanakomana womunhu unopfuura napo.